Online Bible

- Reklamy -




Joshua 7:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 ɀino akasweɗedza mhuri yake, murume mumŋe nomumŋe, Akani mŋanakomana waKarmi, mŋanakomana waZabdi, mŋanakomana waZera, worudzi rwaJuda akaɓatwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 zvino akaswededza mhuri yake, murume mumwe nomumwe, Akani mwanakomana waKarimi, mwanakomana waZabhedhi, mwanakomana waZera, worudzi rwaJudha akabatwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Akapinza mudariro vemba yake iyeyu vachiteverana munhu nomunhu kukabatwa Akani mwanakomana waKarumi, mwanakomana waZera wedzinza rokwaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Akapinza mudariro vemba yake iyeyu vachiteverana munhu nomunhu kukabatwa Akani mwanakomana waKarumi, mwanakomana waZera wedzinza rokwaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Joshua akauyisa mhuri yake munhu nomunhu, uye Akani mwanakomana waKami, mwanakomana waZimiri, mwanakomana waZera, worudzi rwaJudha, akabatwa.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 7:18

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy