Joshua 6:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Munofanira kukomba guta, imi ʋarume ʋose ʋehondo, mupoteredze guta kamŋe cete. Unofanira kuita saiɀoɀo mazuʋa matanhatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Munofanira kukomba guta, imi varume vose vehondo, mupoteredze guta kamwe chete. Unofanira kuita saizvozvo mazuva matanhatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Varwi vose vehondo munofanira kufamba muchitenderera guta irori, muritenderere kamwechete. Ndozvamuchaita kwamazuva matanhatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Varwi vose vehondo munofanira kufamba muchitenderera guta irori, muritenderere kamwechete. Ndozvamuchaita kwamazuva matanhatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Fambai mutenderere guta kamwe chete pamwe navarume vose vehondo. Muite izvi kwamazuva matanhatu. Viz kapitola |