Joshua 4:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 kuti ndudzi dzose dzenyika dziziʋe kuti ruʋoko rwaJehova ndirwo runesimba; kuti ʋatye Jehova Mŋari wenyu nokusiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 kuti ndudzi dzose dzenyika dzizive kuti ruoko rwaJehovha ndirwo rune simba; kuti vatye Jehovha Mwari wenyu nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 kuitira kuti ndudzi dzose dzapasi pose dzigoziva kuti Tenzi ane simba guru kwazvo, uyewo kuti mutye Tenzi Mwari wenyu wose narini narini.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 kuitira kuti ndudzi dzose dzapasi pose dzigoziva kuti Tenzi ane simba guru kwazvo, uyewo kuti mutye Tenzi Mwari wenyu wose narini narini.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Akaita izvi kuitira kuti ndudzi dzose dzapanyika dzizive kuti ruoko rwaJehovha rune simba uye kuti vatye Jehovha Mwari wenyu nokusingaperi.” Viz kapitola |