Joshua 4:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋanhu ʋakakwira ʋakaɓuɗa paJoridani pazuʋa regumi romŋedzi wokutaŋga, ʋakadzika matente aʋo muGirgari, pamuganho wamabvazuʋa eJeriko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vanhu vakakwira vakabuda paJorodhani pazuva regumi romwedzi wokutanga, vakadzika matende avo muGirigari, pamuganhu wamabvazuva eJeriko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 VaIsiraeri vakabuda muna Jorodhani pazuva rechigumi romwedzi wokutanga, vakandodzika matendhe avo vava kuGirigari, kumuganhu wokumabvazuva weJeriko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 VaIsiraeri vakabuda muna Jorodhani pazuva rechigumi romwedzi wokutanga, vakandodzika matendhe avo vava kuGirigari, kumuganhu wokumabvazuva weJeriko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Pazuva regumi romwedzi wokutanga, vanhu vakabuda kubva muJorodhani vakavaka misasa paGirigari pamuganhu wokumabvazuva eJeriko. Viz kapitola |