Joshua 3:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iwe unofanira kuraira ʋaprista kuti ʋatakure areka yesuŋgano, uciti: Kana maȿika parutiʋi rwemvura yaJoridani, munofanira kumira muJoridani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Iwe unofanira kuraira vapristi kuti vatakure areka yesungano, uchiti, ‘Kana masvika parutivi rwemvura yaJorodhani, munofanira kumira muJorodhani.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Udza vapristi vanenge vakatakura bhokisi rechitenderano kuti pavanosvika kumahombekombe kwaJorodhani, vamire vakati dzororo muna Jorodhani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Udza vapristi vanenge vakatakura bhokisi rechitenderano kuti pavanosvika kumahombekombe kwaJorodhani, vamire vakati dzororo muna Jorodhani.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Taurira vaprista vanotakura areka yesungano uti: ‘Kana masvika panotangira mvura yeJorodhani, munofanira kupinda momira muJorodhani.’ ” Viz kapitola |