Online Bible

- Reklamy -




Joshua 3:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Asi munofanira kusiya nɀimbo pakati penyu naiyo, inoȿika makubiti aneŋge ɀuru ɀiʋiri; regai kusweɗera kwairi, kuti muziʋe nzira yamunofanira kuenda nayo; nokuti mugere kumbofamba nenzira iyi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Asi munofanira kusiya nzvimbo pakati penyu naiyo, inosvika makubhiti anenge zviuru zviviri; regai kuswedera kwairi, kuti muzive nzira yamunofanira kuenda nayo; nokuti mugere kumbofamba nenzira iyi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 ndokuti muzive kwokuenda nako nokuti hamusati mambosvika nokuno. Chiripo chete ndechokuti pakati penyu naro panofanira kuva nechinhambwe chekiromita rimwechete, musasvike pedyo naro.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 ndokuti muzive kwokuenda nako nokuti hamusati mambosvika nokuno. Chiripo chete ndechokuti pakati penyu naro panofanira kuva nechinhambwe chekiromita rimwechete, musasvike pedyo naro.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ipapo muchaziva nzira yamunofanira kuenda nayo, nokuti hamusati mambofamba nenzira iyi. Asi munofanira kusiya nzvimbo inosvika makubhiti zviuru zviviri pakati penyu neareka. Regai kuswedera pedyo nayo.”

Viz kapitola kopírovat




Joshua 3:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy