Online Bible

- Reklamy -




Joshua 24:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Joshua akati kuʋanhu ʋose: Ɀanzi naJehova Mŋari waIsraeri: Madziɓaɓa enyu aigara kare mhiri kwoRwizi, iye Tera, ɓaɓa ʋaAbrahama, naNahori, acishumira ʋamŋe ʋamŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Joshua akati kuvanhu vose, “Zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri, ‘Madzibaba enyu aigara kare mhiri kwoRwizi, iye Tera, baba vaAbhurahamu, naNahori, achishumira vamwe vamwari.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Joshuwa akataurira vanhu vose ivava achiti, “Zvanzi naTenzi Mwari wavaIsiraeri, ‘Madzitateguru enyu aigara kumhiri kwaYufuratesi, Tera baba waAbhurahamu naNahori vainamata vamwe vamwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Joshuwa akataurira vanhu vose ivava achiti, “Zvanzi naTenzi Mwari wavaIsiraeri, ‘Madzitateguru enyu aigara kumhiri kwaYufuratesi, Tera baba waAbhurahamu naNahori vainamata vamwe vamwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Joshua akati kuvanhu vose, “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: ‘Kare madzitateguru enyu pamwe chete naTera, baba vaAbhurahama naNahori, vaigara mhiri kwoRwizi vachishumira vamwe vamwari.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 24:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy