Online Bible

- Reklamy -




Joshua 23:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 kuti murege kuveŋgana nendudzi idzo dzakasara pakati penyu, kana kureʋa mazita aʋamŋari ʋaʋo, kana kupikisa naʋo, kana kuʋashumira, kana kuʋafugamira;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 kuti murege kuvhengana nendudzi idzo dzakasara pakati penyu, kana kureva mazita avamwari vavo, kana kupikisa navo, kana kuvashumira, kana kuvapfugamira;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Ndinodariro kuti murege kufambidzana nokudyidzana namarudzi akasara kuno ari mukati menyu modoma mazita avamwari vavo kana kupika navo kana kuvanamata kana kuvapfugamira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Ndinodariro kuti murege kufambidzana nokudyidzana namarudzi akasara kuno ari mukati menyu modoma mazita avamwari vavo kana kupika navo kana kuvanamata kana kuvapfugamira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Musafambidzana nendudzi dzakasara pakati penyu, kana kudana kumazita avamwari vavo, kana kupika navo. Hamufaniri kuvashumira, kana kuvapfugamira.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 23:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy