Online Bible

- Reklamy -




Joshua 22:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 akati kwaʋari: Makaita ɀose ɀamakarairwa naMosesi muranda waJehova, nokuterera ʋo inzwi raŋgu paɀose ɀandakakurairai;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 akati kwavari, “Makaita zvose zvamakarairwa naMosesi muranda waJehovha, nokutererawo izwi rangu pazvose zvandakakurairai;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 akavati, “Makachengeta zvose zvamakaudzwa naMosesi muranda waTenzi, mukanditeerera pane zvose zvandakakuudzai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 akavati, “Makachengeta zvose zvamakaudzwa naMosesi muranda waTenzi, mukanditeerera pane zvose zvandakakuudzai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 akati kwavari, “Makaita zvose zvamakarayirwa naMozisi muranda waJehovha uye makateerera zvose zvandakakurayirai.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 22:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy