Joshua 21:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Napakati pehafu yorudzi rwaManase, Taanaki namafuro aro, neGati‐rimoni namafuro aro; maguta maʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Napakati pehafu yorudzi rwaManase, Taanaki namafuro aro, neGatirimoni namafuro aro; maguta maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Maguta avakapiwa mune chimwe chikamu chedzinza rokwaManase ndeaya. Kunoti guta reTanaki namafuro aro neGatirimoni namafuro aro, aiva maguta maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Maguta avakapiwa mune chimwe chikamu chedzinza rokwaManase ndeaya. Kunoti guta reTanaki namafuro aro neGatirimoni namafuro aro, aiva maguta maviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Pakati kuhafu yorudzi rwaManase vakapiwa Taanaki neGati Rimoni pamwe chete namafuro awo, maguta maviri. Viz kapitola |