Joshua 21:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋakataura naʋo paShiro panyika yeKanani, ʋakati: Jehova wakaraira nomuromo waMosesi, kuti tipiwe maguta matiŋgagara, namafuro awo eŋombe dzeɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 vakataura navo paShiro panyika yeKenani, vakati, “Jehovha wakaraira nomuromo waMosesi, kuti tipiwe maguta matingagara, namafuro awo emombe dzedu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakataura navo vari kuShiro munyika yeKanani vachiti, “Tenzi akaudza Mosesi kuti isu tinofanira kupiwa maguta okugara ana mafuro emombe dzedu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vakataura navo vari kuShiro munyika yeKanani vachiti, “Tenzi akaudza Mosesi kuti isu tinofanira kupiwa maguta okugara ana mafuro emombe dzedu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 PaShiro panyika yeKenani vakati kwavari, “Jehovha akarayira kubudikidza naMozisi kuti utipe maguta atingagara namafuro emombe dzedu.” Viz kapitola |