Joshua 20:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nemhiri kwaJoridani paJeriko kumabvazuʋa ʋakatsaura Bezeri murenje paɓani kurudzi rwaRubeni, neRamoti muGireadi kurudzi rwaGadi, neGorani muBashani kurudzi rwaManase. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nemhiri kwaJorodhani paJeriko kumabvazuva vakatsaura Bhezeri murenje pabani kurudzi rwaRubheni, neRamoti muGireadhi kurudzi rwaGadhi, neGorani muBhashani kurudzi rwaManase. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mudzinza rokwaRubheni kumabvazuva kweJeriko kumhiri kwaJorodhani vakasarudza guta reBhezeri riri munyika yerenje yakatunhumara. Mudzinza rokwaGadhi vakasarudza guta reRamoti riri muGireadhi. Mudzinza rokwaManase vakasarudzawo guta reGorani riri muBhashani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mudzinza rokwaRubheni kumabvazuva kweJeriko kumhiri kwaJorodhani vakasarudza guta reBhezeri riri munyika yerenje yakatunhumara. Mudzinza rokwaGadhi vakasarudza guta reRamoti riri muGireadhi. Mudzinza rokwaManase vakasarudzawo guta reGorani riri muBhashani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kurutivi rwokumabvazuva kweJorodhani reJeriko vakatsaura Bhezeri pamatunhu akakwirira omugwenga rokurudzi rwaGadhi, neGorani muBhashani murudzi rwaManase. Viz kapitola |