Joshua 20:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 kuti munhu wakaʋuraya mumŋe nokusaziʋa kana asina‐kuita nobgoni, atizire’po; acaʋa kwamuri ʋutiziro pamutsiʋi weropa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 kuti munhu wakauraya mumwe nokusaziva kana asina kuita nobwoni, atizirepo;’ achava kwamuri utiziro pamutsivi weropa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndeekuti munhu anenge auraya mumwe zvetsaona kana mukusaziva atizire ikoko. Achava nzvimbo dzenyu dzokupotera kuti mudzivirirwe kuhama yomufi ine basa rokutsividza ropa romushakabvu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndeekuti munhu anenge auraya mumwe zvetsaona kana mukusaziva atizire ikoko. Achava nzvimbo dzenyu dzokupotera kuti mudzivirirwe kuhama yomufi ine basa rokutsividza ropa romushakabvu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 kuitira kuti ani naani anouraya munhu netsaona uye asina kuita namaune, agone kutizira ikoko uye adzivirirwe kumutsivi weropa. Viz kapitola |