Joshua 2:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋarume ʋakaʋateʋerera nenzira inoenda Joridani, kuȿikira kumazambuko; ɀino ʋakaʋateʋerera ʋakati ʋaɓuɗa, suʋo rikazarirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Varume vakavateverera nenzira inoenda Jorodhani, kusvikira kumazambuko; zvino vakavatevera vakati vabuda, suo rikazarirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Saka varume vaya vakabvapo vachironda vasori vaya, vakaenda nenzira yokunaJorodhani vakasvika kumazambuko. Pavakangoti budeimo, suo guru reguta rakabva rapfigwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Saka varume vaya vakabvapo vachironda vasori vaya, vakaenda nenzira yokunaJorodhani vakasvika kumazambuko. Pavakangoti budeimo, suo guru reguta rakabva rapfigwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Naizvozvo varume vakasimuka votevera vasori nenzira yainanga kumazambuko eJorodhani, uye vaitevera vachangobuda, suo rakabva rapfigwa. Viz kapitola |