Online Bible

- Reklamy -




Joshua 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Mukadzi akatora ʋarume aʋo ʋaʋiri, akaʋaʋanza, akati: Hoŋo, ʋarume ʋakaȿika haʋo kwandiri, asi ndakaŋga ndisiŋgaziʋi kuti ʋaibve’pi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Mukadzi akatora varume avo vaviri, akavavanza, akati, “Hongu, varume vakasvika havo kwandiri, asi ndakanga ndisingazivi kuti vaibvepi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Asi mukadzi uyu akatora varume ava akavahwandisa akati, “Ichokwadi, varume ivavo vauya kwandiri, asi handina kuziva kwavanobva nako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Asi mukadzi uyu akatora varume ava akavahwandisa akati, “Ichokwadi, varume ivavo vauya kwandiri, asi handina kuziva kwavanobva nako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Asi mukadzi uyu akanga atora varume vaviri vaya akavavanza. Iye ndokuti, “Ichokwadi, varume ava vakauya kwandiri, asi handina kuziva kuti vakanga vabvepi.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 2:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy