Online Bible

- Reklamy -




Joshua 2:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ʋakati kunaJoshua: Ɀirokwaɀo, Jehova wakaisa nyika yose pamaʋoko eɗu; ʋuye ʋanhu ʋose ʋagere panyika iyo ʋavunduka pamberi peɗu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Vakati kuna Joshua, “Zvirokwazvo, Jehovha wakaisa nyika yose mumaoko edu; uye vanhu vose vagere panyika iyo vavhunduka pamberi pedu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Vakataurira Joshuwa vachiti, “Chokwadi chaicho ndechokuti, Tenzi atoisa nyika iyoyo mumaoko edu, vose vageremo vapera nokutitya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Vakataurira Joshuwa vachiti, “Chokwadi chaicho ndechokuti, Tenzi atoisa nyika iyoyo mumaoko edu, vose vageremo vapera nokutitya.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Vakati kuna Joshua, “Zvirokwazvo Jehovha aisa nyika yose mumaoko edu; vanhu vose vari kugwagwadza nokutitya.”

Viz kapitola kopírovat




Joshua 2:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy