Joshua 2:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino ʋarume aʋo ʋaʋiri ʋakadzoka, ʋakaɓuruka pamakomo, ʋakayambuka, ʋakaȿika ɀe kunaJoshua, mŋanakomana waNuni; ʋakamuʋudza ɀose ɀaʋakaŋga ʋaitirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino varume avo vaviri vakadzoka, vakaburuka pamakomo, vakayambuka, vakasvikazve kuna Joshua, mwanakomana waNuni; vakamuudza zvose zvavakanga vaitirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Varume vaviri vaya vakaburuka mumakomo, vakayambuka, vakasvika kuna Joshuwa mwanakomana waNuni, vakamuudza zvose zvavakasangana nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Varume vaviri vaya vakaburuka mumakomo, vakayambuka, vakasvika kuna Joshuwa mwanakomana waNuni, vakamuudza zvose zvavakasangana nazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ipapo varume vaviri vaya vakatanga kudzokera. Vakadzika kubva muzvikomo ndokuyambuka rwizi vakasvika kuna Joshua mwanakomana waNuni vakamuudza zvose zvakanga zvaitika kwavari. Viz kapitola |