Online Bible

- Reklamy -




Joshua 2:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino ʋarume ʋakati kwaari: Hatiŋgasuŋgwi nemhiko yako iyi yawakatipikisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino varume vakati kwaari, “Hatingasungwi nemhiko yako iyi yawakatipikisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Varume ava vakamuti, “Hatimbokunyengedza pamhiko yawatipikisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Varume ava vakamuti, “Hatimbokunyengedza pamhiko yawatipikisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Varume vaya ndokuti kwaari, “Mhiko yawatipikisa iyi haizotisungi

Viz kapitola kopírovat




Joshua 2:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy