Online Bible

- Reklamy -




Joshua 2:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Naiɀoɀo ɀino ndipikirei henyu naJehova, kuti ɀandakakuitirai ɀakanaka, nemi ʋo mucaitira imba yaɓaɓa ʋaŋgu ɀakanaka; mundipei ʋo ciratidzo cakasimba,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Naizvozvo zvino ndipikirei henyu naJehovha, kuti zvandakakuitirai zvakanaka, nemiwo muchaitira imba yababa vangu zvakanaka; mundipeiwo chiratidzo chakasimba,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Saka chinditsidziraiwo mupike naTenzi kuti zvandakuitirai mwoyochena, imi muchaitirawo vemba yababa wangu mwoyochena, mundipe chiratidzo chinovimbika chemhiko iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Saka chinditsidziraiwo mupike naTenzi kuti zvandakuitirai mwoyochena, imi muchaitirawo vemba yababa wangu mwoyochena, mundipe chiratidzo chinovimbika chemhiko iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Zvino ndapota, pikai kwandiri naJehovha kuti muchaitira mhuri yangu tsitsi, nokuti ini ndakuitiraiwo tsitsi. Ndipei chiratidzo chechokwadi chakasimba

Viz kapitola kopírovat




Joshua 2:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy