Online Bible

- Reklamy -

Joshua 19:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nhaka yaʋana ʋaSimeoni yakaŋga yatorwa pamugoʋe waʋana ʋaJuda, nokuti mugoʋe waʋana ʋaJuda wakaŋga uri mukurusa; naiɀoɀo ʋana ʋaSimeoni ʋakapiwa nhaka pakati penhaka yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Nhaka yavana vaSimeoni yakanga yatorwa pamugove wavana vaJudha, nokuti mugove wavana vaJudha wakanga uri mukurusa; naizvozvo vana vaSimeoni vakapiwa nhaka pakati penhaka yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Nyika yenhaka yevedzinza rokwaSimeoni yaiva mukati menyika yenhaka yevokwaJudha nokuti mugove wevokwaJudha wakanga wakakurisa kwavari. Saka vedzinza rokwaSimeoni vakazowana nhaka yenyika mukati menyika yenhaka yevokwaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Nyika yenhaka yevedzinza rokwaSimeoni yaiva mukati menyika yenhaka yevokwaJudha nokuti mugove wevokwaJudha wakanga wakakurisa kwavari. Saka vedzinza rokwaSimeoni vakazowana nhaka yenyika mukati menyika yenhaka yevokwaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Nhaka yavaSimeoni yakanga yatorwa pamugove waJudha, nokuti mugove waJudha wakanga wakakura kupfuura zvavaida. Saka vaSimeoni vakapiwa nhaka mukati menyika yaJudha.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 19:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy