Online Bible

- Reklamy -




Joshua 18:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀitsaurirei ʋarume ʋatatu kurudzi rumŋe norumŋe, ini ndiʋatume, ʋasimuke ʋafambe nenyika, ʋagorondedzera nhaka yaʋo; ipapo ʋaʋuye kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvitsaurirei varume vatatu kurudzi rumwe norumwe, ini ndivatume, vasimuke vafambe nenyika, vagorondedzera nhaka yavo; ipapo vauye kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Ndipei varume vatatu vatatu padzinza ndivatume kuti vasimuke vandomema nyika iyi yose, vanyore vachiitsanangudza maererano nenhaka ichava yedzinza nedzinza, vozodzokera kuno kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Ndipei varume vatatu vatatu padzinza ndivatume kuti vasimuke vandomema nyika iyi yose, vanyore vachiitsanangudza maererano nenhaka ichava yedzinza nedzinza, vozodzokera kuno kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Zvitsaurirei varume vatatu kurudzi rumwe norumwe. Ndichavatuma kuti vanosora nyika uye kuti vagonyora vachirondedzera zvayakaita maererano nenhaka imwe neimwe. Ipapo vachadzoka kwandiri.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 18:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy