Online Bible

- Reklamy -




Joshua 18:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino Joshua akati kuʋana ʋaIsraeri: Mucanonoka kuȿikira riniko kupinda nokutora nyika, yamakapiwa naJehova Mŋari wamadziɓaɓa enyu?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino Joshua akati kuvana vaIsiraeri, “Muchanonoka kusvikira riniko kupinda nokutora nyika, yamakapiwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Joshuwa akataurira vaIsiraeri achiti, “Kusvikira riniko muchingoverengera kudai, musingandotora nyika iyi yamakapiwa naTenzi Mwari wamadzibaba enyu kuti ive yenyu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Joshuwa akataurira vaIsiraeri achiti, “Kusvikira riniko muchingoverengera kudai, musingandotora nyika iyi yamakapiwa naTenzi Mwari wamadzibaba enyu kuti ive yenyu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Saka Joshua akati kuvaIsraeri, “Muchamirira kusvika rinhiko musati matora nyika yamakapiwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu?

Viz kapitola kopírovat




Joshua 18:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy