Online Bible

- Reklamy -




Joshua 17:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Muganho waManase wakabva kwaAsheri, ndokuȿika paMikmetati, pamberi peShekemi; ɀino muganho ndokuenda kuruʋoko rworudyi, kuȿikira kuʋanhu ʋakaŋga ʋagere Eni‐tapua.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Muganhu waManase wakabva kwaAsheri, ndokusvika paMikimetati, pamberi peShekemu; zvino muganhu ndokuenda kuruoko rworudyi, kusvikira kuvanhu vakanga vagere Eni‐tapua.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Muganhu wenyika yokwaManase iyi unobvira Asheru kusvikira kuMikimetati kumabvazuva kweShekemu wodzika kumaodzanyemba kuvanhu vokuEnitapua.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Muganhu wenyika yokwaManase iyi unobvira Asheru kusvikira kuMikimetati kumabvazuva kweShekemu wodzika kumaodzanyemba kuvanhu vokuEnitapua.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Nyika yaManase yaitangira kuAsheri ichindosvika kuMikimetati kumabvazuva kweShekemu. Muganhu wainanga nechezasi uchibva ikoko uye waisanganisira vanhu vakanga vagere muEni Tapua.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 17:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy