Online Bible

- Reklamy -




Joshua 17:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Asi Zerofeadi, mŋanakomana waHeferi, mŋanakomana waGireadi, mŋanakomana waMakiri, mŋanakomana waManase, wakaŋga asinaʋanakomana, asi ʋanasikana ɓedzi; mazita aʋanasikana ʋake akaŋga ari Mara, naNoa, naHogra, naMirka, naTirza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Asi Zerofeadhi, mwanakomana waHeferi, mwanakomana waGireadhi, mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase, wakanga asina vanakomana, asi vanasikana bedzi; mazita avanasikana vake akanga ari Mara, naNoa, naHogira, naMirika, naTiriza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Zvino Zerofehadhi mwanakomana waHeferi mwanakomana waGireadhi mwanakomana waMakiri mwanakomana waManase, akanga asina vana vakomana achingova navasikana chete vaiti: Mahira naNowa naHogira naMirika naTiriza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Zvino Zerofehadhi mwanakomana waHeferi mwanakomana waGireadhi mwanakomana waMakiri mwanakomana waManase, akanga asina vana vakomana achingova navasikana chete vaiti: Mahira naNowa naHogira naMirika naTiriza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Zvino Zerofehadhi mwanakomana waHeferi, mwanakomana waGireadhi, mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase, akanga asina vanakomana asi vanasikana chete. Mazita avo aiti Mara, Noa, Hogira, Mirika, naTiriza.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 17:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy