Online Bible

- Reklamy -




Joshua 15:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Muganho waʋo wezasi wakabva pamuganho weGuŋgwa roMunyu, kubva apo pakapinda nyika muguŋgwa, panotarira kurutiʋi rwezasi;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Muganhu wavo wezasi wakabva pamuganhu weGungwa roMunyu, kubva apo pakapinda nyika mugungwa, panotarira kurutivi rwezasi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Muganhu wayo wokumaodzanyemba ikoko waitangira kumahombekombe kwegungwa roMunyu, mahombekombe eko okumaodzanyemba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Muganhu wayo wokumaodzanyemba ikoko waitangira kumahombekombe kwegungwa roMunyu, mahombekombe eko okumaodzanyemba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Muganhu wavo wezasi waitangira pamuganhu weGungwa roMunyu,

Viz kapitola kopírovat




Joshua 15:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy