Online Bible

- Reklamy -

Joshua 14:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nokuti ʋana ʋaJosefa ʋakaŋga ʋanamarudzi maʋiri, rwaManase norwaEfraimi; haʋana‐kupa ʋaRevi mugoʋe munyika iyo, asi maguta maʋaŋgagara, namafuro awo eŋombe dzaʋo nefuma yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nokuti vana vaJosefa vakanga vana marudzi maviri; rwaManase norwaEfuremu; havana kupa vaRevhi mugove munyika iyo, asi maguta mavangagara, namafuro awo emombe dzavo nepfuma yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Chiripo ndechokuti vokwaJosefi vakave madzinza maviri anoti rokwaManase nerokwaEfuraimu, asi hapana nhaka yakagoverwa vaRevhi munyikamo. Vakangogoverwa chete maguta okugara nenharaunda dzawo dzokuisa zvinhu zvavo nokuita mafuro ezvipfuwo zvavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 nokuti vana vaJosefa vakanga vava marudzi maviri, rwaManase norwaEfuremu. VaRevhi havana kuwana mugove wenyika asi maguta okugara, namafuro amakwai avo nemombe dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 14:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy