Online Bible

- Reklamy -

Joshua 13:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 ƲaRubeni naʋaGadi ʋakapiwa nhaka yaʋo pamŋe cete naye, iyo yaʋakaŋga ʋapiwa naMosesi mhiri kwaJoridani kumabvazuʋa, seɀaʋakapiwa naMosesi, muranda waJehova;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 VaRubheni navaGadhi vakapiwa nhaka yavo pamwechete naye, iyo yavakanga vapiwa naMosesi mhiri kwaJorodhani kumabvazuva, sezvavakapiwa naMosesi, muranda waJehovha;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vedzinza raRubheni nerokwaGadhi nechimwe chikamu chevedzinza raManase, vanotova kare nenhaka yavo yavakapiwa naMosesi kumhiri kwaJorodhani kumabvazuva, sokupiwa kwavakaitwa naiye Mosesi muranda waTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vedzinza raRubheni nerokwaGadhi nechimwe chikamu chevedzinza raManase, vanotova kare nenhaka yavo yavakapiwa naMosesi kumhiri kwaJorodhani kumabvazuva, sokupiwa kwavakaitwa naiye Mosesi muranda waTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Imwe hafu yaManase, navaRubheni navaGadhi, vakanga vagamuchira nhaka yavakanga vapiwa naMozisi kumabvazuva kweJorodhani, sokuvagovera kwaakanga aita, iye muranda waJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 13:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy