Online Bible

- Reklamy -




Joshua 13:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino unofanira kugoʋera nyika iyi pakati pamarudzi mapfumbamŋe nehafu yorudzi rwaManase, iʋe nhaka yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino unofanira kugovera nyika iyi pakati pamarudzi mapfumbamwe nehafu yorudzi rwaManase, ive nhaka yavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Saka chigovera nyika iyoyi madzinza mapfumbamwe nechikamu chevedzinza raManase senhaka yavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Saka chigovera nyika iyoyi madzinza mapfumbamwe nechikamu chevedzinza raManase senhaka yavo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 uye ugoigovanisa senhaka pakati pamarudzi mapfumbamwe nehafu yorudzi rwaManase.”

Viz kapitola kopírovat




Joshua 13:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy