Online Bible

- Reklamy -




Joshua 13:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 nenyika yaʋaGebari, neRebanoni rose kumabvazuʋa, kubva paBaari‐gadi pajiŋga pegomo reHermoni, kuȿikira paʋanopinda paHamati;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 nenyika yavaGebhari, neRebhanoni rose kumabvazuva, kubva paBhaari‐gadhi panjinga pegomo reHemoni, kusvikira pavanopinda paHamati;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Kwouya nyika yavaGebaru nenyika yeRebhanoni mujinga megomo reHerimoni kudzamara toda kupinda muHamati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Kwouya nyika yavaGebaru nenyika yeRebhanoni mujinga megomo reHerimoni kudzamara toda kupinda muHamati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 nenyika yavaGebhari, uye neRebhanoni yose kumabvazuva, kubva paBhaari Gadhi muzasi meGomo reHemoni, kusvikira paRebho Hamati.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 13:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy