Online Bible

- Reklamy -




Joshua 13:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 kurutiʋi rweZasi, nyika yose yaʋaKanani, neMeara, waiʋa waʋaZidoni, kuȿikira paAfeki, kuȿikira kumuganho waʋaAmori;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 kurutivi rweZasi, nyika yose yavaKenani, neMeara, waiva wavaZidhoni, kusvikira paAfeki, kusvikira kumuganhu wavaAmori;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Kumaodzenyemba, inotangira kunyika yavaKanani yose zvichienda nokuMeara kunyika yavaSidhoni kusvikira kuApeki kumuganhu wavaAmori.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Kumaodzenyemba, inotangira kunyika yavaKanani yose zvichienda nokuMeara kunyika yavaSidhoni kusvikira kuApeki kumuganhu wavaAmori.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 kubva zasi nyika yose yavaKenani, kubva kuAra yevaSidhoni kusvikira kuAfeki, nyika yavaAmori,

Viz kapitola kopírovat




Joshua 13:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy