Online Bible

- Reklamy -




Joshua 13:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Joshua wakaŋga akwegura, aʋa namakore mazhinji; Jehova akati kwaari: Wakwegura, waʋa namakore mazhinji, dziciri’ko nyika zhinji dzinofanira kuʋa dzenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Joshua wakanga akwegura, ava namakore mazhinji; Jehovha akati kwaari, “Wakwegura, wava namakore mazhinji, dzichiriko nyika zhinji dzinofanira kuva dzenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvino Joshuwa akanga akwegura zvokunyatsochemberawo, Tenzi ndokumutaurira achiti, “Wakwegura, makore ako oupenyu ayendedzana, asi kuchine nyika huru kwazvo yokutora kuti ive yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Zvino Joshuwa akanga akwegura zvokunyatsochemberawo, Tenzi ndokumutaurira achiti, “Wakwegura, makore ako oupenyu ayendedzana, asi kuchine nyika huru kwazvo yokutora kuti ive yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Joshua akati akwegura ava namakore mazhinji kwazvo, Jehovha akati kwaari, “Wakwegura kwazvo, uye kuchine nzvimbo zhinji dzinofanira kutorwa.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 13:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy