Joshua 12:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndiwo madzimambo enyika iyo akakundwa naJoshua naʋana ʋaIsraeri mhiri kwaJoridani kumaʋirazuʋa, kubva paBaari‐gadi mumupata weRebanoni, kuȿikira pagomo reHaraki rinokwira ricienda Seiri; Joshua akaipa marudzi aʋaIsraeri seɀaʋakaŋga ʋakamurirwa, kuti iʋe yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ndiwo madzimambo enyika iyo akakundwa naJoshua navana vaIsiraeri mhiri kwaJorodhani kumavirazuva, kubva paBhaari‐gadhi mumupata weRebhanoni, kusvikira pagomo reHaraki rinokwira richienda Seiri; Joshua akaipa marudzi avaIsiraeri sezvavakanga vakamurirwa, kuti ive yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Aya ndiwo madzimambo enyika iyoyo akazokurirwa naJoshuwa navaIsiraeri kumadokero kumhiri kwaJorodhani, kubvira kuBhaarigadhi mubani reRebhanoni kusvikira kugomo reHaraku rinokwira rakananga kuSeiri. (Joshuwa akapa nyika yemadzimambo iwayo kumadzinza avaIsiraeri somugove wavo wenhaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Aya ndiwo madzimambo enyika iyoyo akazokurirwa naJoshuwa navaIsiraeri kumadokero kumhiri kwaJorodhani, kubvira kuBhaarigadhi mubani reRebhanoni kusvikira kugomo reHaraku rinokwira rakananga kuSeiri. (Joshuwa akapa nyika yemadzimambo iwayo kumadzinza avaIsiraeri somugove wavo wenhaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Aya ndiwo madzimambo enyika iyoyo akakundwa naJoshua navaIsraeri kurutivi rwokumavirazuva eJorodhani, kubva paBhaari Gadhi muMupata weRebhanoni kusvikira kuGomo reHaraki, rinokwidza richienda kuSeiri (nyika dzavo Joshua akadzipa kumarudzi avaIsraeri kuti ive nhaka yavo zvichienderana namarudzi avo, Viz kapitola |