Joshua 12:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 nerenje, kuȿikira paguŋgwa reKineroti kumabvazuʋa, nokuȿikira paguŋgwa rerenje, iro Guŋgwa roMunyu, kumabvazuʋa nenzira inoenda Beti‐jeshimoti; nokurutiʋi rwezasi pajiŋga pePisga; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 nerenje, kusvikira pagungwa reKineroti kumabvazuva, nokusvikira pagungwa rerenje, iro Gungwa roMunyu, kumabvazuva nenzira inoenda Bheti‐jeshimoti; nokurutivi rwezasi pajinga pePisiga; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Yaibvirawo kuArabha kusvikira kugungwa reKinereti kumabvazuva takananga kuBhetijeshimoti kugungwa reArabha, gungwa roMunyu, yonanga kuBhetijeshimoti kumaodzanyemba kusvikira mujinga megomo rePisiga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Yaibvirawo kuArabha kusvikira kugungwa reKinereti kumabvazuva takananga kuBhetijeshimoti kugungwa reArabha, gungwa roMunyu, yonanga kuBhetijeshimoti kumaodzanyemba kusvikira mujinga megomo rePisiga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akatongawo kumabvazuva eArabha kubva kuGungwa reKinereti kusvikira kuGungwa reArabha (Gungwa roMunyu), kusvikira kuBheti Jeshimoti, nokurutivi rwezasi nyasi kwemawere ePisiga. Viz kapitola |