Online Bible

- Reklamy -




Jona 4:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Jehova Mŋari ndokuraira muti womucindwe, akaumeresa kumsoro kwaJona, kuti uʋe mumvuri pamusoro wake, shuŋgu dzake dzinyaradzwe. Ɀino Jona akafarira kwaɀo muti womucindwe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Jehovha Mwari ndokuraira muti womuchindwe, akaumeresa kumusoro kwaJona, kuti uve mumvuri pamusoro wake, shungu dzake dzinyaradzwe. Zvino Jona akafarira kwazvo muti womuchindwi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ipapo TENZI akameresa mupfuta akaukurisa pana Jona ukava mumvuri pamusoro pake kuti amufaranutse munhamo yake. Ipapo Jona akafadzwa zvikuru kwazvo nomupfuta wacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Ipapo TENZI akameresa mupfuta akaukurisa pana Jona ukava mumvuri pamusoro pake kuti amufaranutse munhamo yake. Ipapo Jona akafadzwa zvikuru kwazvo nomupfuta wacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ipapo Jehovha Mwari akameresa muti womuzambiringa, akauita kuti ukure kumusoro kwaJona kuti uite mumvuri pamusoro pake, kuti shungu dzake dzidzikire, uye Jona akafara kwazvo nokuda kwomuzambiringa.

Viz kapitola kopírovat




Jona 4:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy