Jona 3:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndianiko uŋgaziʋa, ɀimŋe Mŋari uŋgadzoka akaɀiɗemba, akadzoka pakutsamŋa kwake kukuru, tikarega kuparadzwa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Ndianiko angaziva, zvimwe Mwari ungadzoka akazvidemba, akadzoka pakutsamwa kwake kukuru, tikarega kuparadzwa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndianiko angazive, zvimwe Mwari angadzore mwoyo akarega kutivirukira nehasha dzake dzinotyisa kuti tirege kutsakatika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndianiko angazive, zvimwe Mwari angadzore mwoyo akarega kutivirukira nehasha dzake dzinotyisa kuti tirege kutsakatika.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ndiani anoziva? Zvichida Mwari angazvidemba uye netsitsi dzake akazvidzora kubva pakutsamwa kwake kunotyisa kuti tirege kuparara.” Viz kapitola |