Online Bible

- Reklamy -




Jona 3:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Jona akataŋga kupinda muguta, acifamba rwendo rwezuʋa rimŋe, akaɗana, aciti: Kwasara mazuʋa anamakumi manna, ipapo Nineve ricaparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Jona akatanga kupinda muguta, achifamba rwendo rwezuva rimwe, akadana, achiti, “Kwasara mazuva makumi mana, ipapo Ninivhe richaparadzwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Jona akatanga kupinda muguta racho achifamba rwendo rwomuswere wezuva achidaidzira kuti, “Kwangosara mazuva makumi mana chete okuti Ninivhe iparadzwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Jona akatanga kupinda muguta racho achifamba rwendo rwomuswere wezuva achidaidzira kuti, “Kwangosara mazuva makumi mana chete okuti Ninivhe iparadzwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Pazuva rokutanga Jona akapinda muguta. Akaparidza achiti, “Kwasara mazuva makumi mana, mushure maizvozvo Ninevhe richaparadzwa.”

Viz kapitola kopírovat




Jona 3:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy