Jona 2:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mvura zhinji yakandikomberedza, kuȿikira kumŋeya waŋgu; Pakadzika pakaŋga pandipoteredza; Maharaŋgwe akaŋga amonera musoro waŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Mvura zhinji yakandikomberedza, kusvikira kumweya wangu; Pakadzika pakanga pandipoteredza; Maharanga akanga amonera musoro wangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mvura yakanditi fuse fuse hwenje hwakandikomberedza zvinomera mugungwa zvakanga zvakanditi mumusoro monemone. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mvura yakanditi fuse fuse hwenje hwakandikomberedza zvinomera mugungwa zvakanga zvakanditi mumusoro monemone. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mvura zhinji dzandikomberedza dzikandityisa; pakadzikadzika pakandikomberedza; sora regungwa rakamonera musoro wangu. Viz kapitola |