Jona 2:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti makandikandira makadzika, mukati momŋoyo weguŋgwa, Mvura zhinji yakaŋga yandikomberedza; Mafuŋgu enyu namapoporodzi enyu akapfuʋura napamsoro paŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti makandikandira makadzika, mukati momwoyo wegungwa, Mvura zhinji yakanga yandikomberedza; Mafungu enyu namapoporodzi enyu akapfuura napamusoro pangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 nokuti makandikanda muhwenje, muhwenje hwegungwa zvahwo pakati-kati chaipo pamakungwa ndakanga ndakakomberedzwa namafashafasha emvura mafungu namasaisai enyu aipfuura zvawo napamusoro pangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 nokuti makandikanda muhwenje, muhwenje hwegungwa zvahwo pakati-kati chaipo pamakungwa ndakanga ndakakomberedzwa namafashafasha emvura mafungu namasaisai enyu aipfuura zvawo napamusoro pangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Makandikandira makadzika, mumwoyo chaimo megungwa, uye mvura zhinji ikandikomberedza; mafungu enyu ose namapopoma enyu ose zvakapfuura napamusoro pangu. Viz kapitola |