Online Bible

- Reklamy -




Jona 1:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Asi Jona wakasimuka aciɗa kutizira Tarshishi abve pamberi paJehova; akaɓurukira Jopa, akawana cikepe cakaŋga coenda Tarshishi, akaɓuɗisa mari yaco yokufamba, ndokupinda mukati maco, kuti aende naʋo Tarshishi abve pamberi paJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Asi Jona akasimuka achida kutizira Tashishi abve pamberi paJehovha; akaburukira Jopa, akawana chikepe chakanga choenda Tashishi, akabudisa mari yacho yokufamba, ndokupinda mukati macho, kuti aende navo Tashishi abve pamberi paJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Asi Jona akasumuka kuti atizire kuTashishi achida kubva pana TENZI. Akadzika kuJopa, akawanako ngarava yaienda kuTarishishi iye akabva abvisa mari yerwendo ndokupinda mukati mayo kuti aendewo navo kuTarishishi achibva pana TENZI.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Asi Jona akasumuka kuti atizire kuTashishi achida kubva pana TENZI. Akadzika kuJopa, akawanako ngarava yaienda kuTarishishi iye akabva abvisa mari yerwendo ndokupinda mukati mayo kuti aendewo navo kuTarishishi achibva pana TENZI.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Asi Jona akatiza kubva pamberi paJehovha akananga kuTashishi. Akaburuka akaenda kuJopa, kwaakawana chikepe chaienda ikoko. Mushure mokubvisa mari yokufambisa, akakwidza ndokuenda kuTashishi kuti atize kubva kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Jona 1:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy