Johane 9:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ʋakamutuka, ʋaciti: Iwe ndiwe mudzidzi wake, asi isu tiri ʋadzidzi ʋaMosesi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Vakamunyomba, vachiti, “Iwe ndiwe mudzidzi wake, asi isu tiri vadzidzi vaMosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Vakabva vamunyomba vachiti, “Iwe ndiwe ungatova mudzidzi wake isu tiri vadzidzi vaMosesi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Vakabva vamunyomba vachiti, “Iwe ndiwe ungatova mudzidzi wake isu tiri vadzidzi vaMosesi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ipapo vakamutuka vakati, “Iwe hako ndiwe mudzidzi wake munhu uyu! Isu tiri vadzidzi vaMozisi! Viz kapitola |