Johane 8:58 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 Jesu akati kwaʋari: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Abrahama asati aʋa’po, ini ndaiʋa’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200258 Jesu akati kwavari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, ‘Abhurahamu asati avapo, ini ndaivapo.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Jesu akavati, “Zvechokwadi chaizvo Abhurahamu asati ambovapo INI NDIRI.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona58 Jesu akavati, “Zvechokwadi chaizvo Abhurahamu asati ambovapo INI NDIRI.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Jesu akapindura akati, “Ndinokuudzai chokwadi, Abhurahama asati azvarwa ini ndiripo!” Viz kapitola |