Johane 8:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Wakati areʋa iɀoɀo, ʋazhinji ʋakatenda kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Akati areva izvozvo, vazhinji vakatenda kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nokutaura kwaaiita ikoko vazhinji vakatenda maari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Nokutaura kwaaiita ikoko vazhinji vakatenda maari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Kunyange panguva yaakanga achitaura, vazhinji vakatenda kwaari. Viz kapitola |