Johane 8:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino wakati ɀe kwaʋari: Ndinoenda, mucanditȿaka, mukafira muɀiʋi ɀenyu; pandinoenda, imi hamuŋgaʋuyi’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino akatizve kwavari, “Ndinoenda, muchanditsvaka, mukafira muzvivi zvenyu; pandinoenda, imi hamungauyipo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Akatizve, “Ndava kuenda, imi muchanditsvaka asi muchafira muzvitadzo zvenyu. Kwandiri kuenda, imi hamukwanisi kuuyako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Akatizve, “Ndava kuenda, imi muchanditsvaka asi muchafira muzvitadzo zvenyu. Kwandiri kuenda, imi hamukwanisi kuuyako.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Jesu akatizve kwavari, “Ndiri kuenda, uye imi muchanditsvaka, uye muchafira muzvivi zvenyu. Kwandinoenda, imi hamungauyiko.” Viz kapitola |