Johane 8:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Maŋgwanani akadzokera ɀe kutembere, ʋanhu ʋose ʋakaʋuya kwaari; akagara pasi akaʋadzidzisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Mangwanani akadzokerazve kutemberi, vanhu vose vakauya kwaari; akagara pasi akavadzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mangwanani ngwanani, akaendazve kuTemberi. Vanhu vose vakauya kwaari akagara pasi achivadzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mangwanani ngwanani, akaendazve kuTemberi. Vanhu vose vakauya kwaari akagara pasi achivadzidzisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Panguva dzamambakwedza akazviratidzazve mutemberi, vanhu vakamuunganira, uye akagara pasi kuti avadzidzise. Viz kapitola |