Johane 7:45 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino ʋatariri ʋakaʋuya kuʋaprista ʋakuru nokuʋaFarise, iʋo ʋakati kwaʋari: Makaregereiko kuʋuya naye? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Zvino mapurisa akauya kuvapristi vakuru nokuvaFarisi, ivo vakati kwavari, “Makaregereiko kuuya naye?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Mapurisa aya akadzokera kuvapristi vakuru navaFarisei avo vakavati, “Sei musina kuuya naye?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Mapurisa aya akadzokera kuvapristi vakuru navaFarisei avo vakavati, “Sei musina kuuya naye?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Pakupedzisira varindi vetemberi vakadzokera kuvaprista vakuru nokuvaFarisi, vakavabvunza vakati, “Seiko musina kuuya naye kuno?” Viz kapitola |