Johane 7:43 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Naiɀoɀo kupesana kwakamuka pamsoro pake pakati paʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Naizvozvo kupesana kwakamuka pamusoro pake pakati pavazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Saizvozvo pakava nokutsaukana mukati mavanhu pamusana pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Saizvozvo pakava nokutsaukana mukati mavanhu pamusana pake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Nokudaro vanhu vakapesana nokuda kwaJesu. Viz kapitola |