Johane 7:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ini ndinomuziʋa, nokuti ndinobva kwaari; ndiye wakandituma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Ini ndinomuziva, nokuti ndinobva kwaari; ndiye akandituma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ini ndinomuziva nokuti ndinobva kwaari, uyewo ndiye akandituma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ini ndinomuziva nokuti ndinobva kwaari, uyewo ndiye akandituma.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 asi ini ndinomuziva nokuti ndinobva kwaari, uye ndiye akandituma.” Viz kapitola |