Online Bible

- Reklamy -




Johane 7:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino ʋamŋe ʋeJerusarema ʋakati: Ko haazi iye waʋaitȿaka kuʋuraya here?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino vamwe veJerusaremu vakati, “Ko haasi iye avaitsvaka kuuraya here?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Nezvo vamwe vanhu vokuJerusaremu vakati, “Haasi iye munhu wavari kuda kuuraya here uyu. Hoyu ari kutaura pachena chena;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Panguva iyoyo vamwe vanhu veJerusarema vakatanga kubvunzana vachiti, “Ko, uyu haasiye murume uya wavari kuedza kuuraya here?

Viz kapitola kopírovat




Johane 7:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy