Johane 7:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nemhaka iyi Mosesi wakakupai dziŋgiso, (handiti ndeyaMosesi, asi yamadziɓaɓa); ɀino imi munodziŋgisa munhu nesaɓata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Nemhaka iyi Mosesi akakupai dzingiso, (handiti ndeyaMosesi, asi yamadzibaba); zvino imi munodzingisa munhu neSabata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mosesi akakutii muite dzingiso (zvisingarevi zvazvo kuti zvakabva kuna Mosesi asi kumadzitateguru enyu) asi imi munodzingisa munhu nezuva resabata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mosesi akakutii muite dzingiso (zvisingarevi zvazvo kuti zvakabva kuna Mosesi asi kumadzitateguru enyu) asi imi munodzingisa munhu nezuva resabata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Asi nokuda kwokuti Mozisi akakupai kudzingiswa (kunyange zvazvo kusina kubva kuna Mozisi, asi kumadzibaba enyu), imi munodzingisa mwana nomusi weSabata. Viz kapitola |