Online Bible

- Reklamy -




Johane 7:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Jesu akapindura, akati: Kudzidzisa kwaŋgu hakuzi kwaŋgu, asi ndokwowakandituma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Jesu akapindura, akati, “Kudzidzisa kwangu hakusi kwangu, asi ndokwoakandituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Jesu akapindura achiti, “Zvandinokudzidzisai hazvisi zvomusoro wangu asi zvinobva kunaiye akandituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Jesu akapindura achiti, “Zvandinokudzidzisai hazvisi zvomusoro wangu asi zvinobva kunaiye akandituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Jesu akapindura akati, “Kudzidzisa kwangu hakuzi kwangu pachangu. Kunobva kuna iye akandituma.

Viz kapitola kopírovat




Johane 7:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy